Testamende Yekare

Testamende Itsva

Joere 1:18-20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

18. Mombe dzinogomera sei! Matanga emombe odzungaira nokuda kwokushayiwa mafuro. Kunyange mapoka amakwai ari kutambudzika.

19. Haiwa Jehovha, ndinodana kwamuri, nokuti moto wapisa mafuro, uye mirazvo yemoto yapisa miti yose musango.

20. Kunyange mhuka dzesango dzinochema kwamuri; nokuti hova dzesango dzapwa uye moto waparadza mafuro ose.

Verenga chitsauko zvakakwana Joere 1