Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jobho 40:8-11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

8. ‘Ko, iwe unoda kukanganisa kururamisira kwangu here? Ko, unondipomera kuti uzviruramise here?

9. Uno ruoko rwakaita sorwaMwari here, uye inzwi rako ringatinhira serake here?

10. Chizvishongedza zvino nokukudzwa uye nokubwinya, uye zvishongedze nokuremekedzwa uye noumambo.

11. Bvisa ukasha hwehasha dzako, utarire munhu mumwe nomumwe anozvikudza ugomuderedza,

Verenga chitsauko zvakakwana Jobho 40