Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jobho 40:6-9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

6. Ipapo Jehovha akataura naJobho ari mudutu akati:

7. “Chizvisunga somurume; ini ndichakubvunza, uye iwe uchandipindura.

8. ‘Ko, iwe unoda kukanganisa kururamisira kwangu here? Ko, unondipomera kuti uzviruramise here?

9. Uno ruoko rwakaita sorwaMwari here, uye inzwi rako ringatinhira serake here?

Verenga chitsauko zvakakwana Jobho 40