Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jobho 40:23-24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

23. Panozara rwizi, iyo haivhunduki; inodekara zvayo, kunyange Jorodhani rukapfachukira kumuromo wayo.

24. Pano munhu angagona kuibata neziso, kana kuiteya uye nokuibaya pamhino yayo here?

Verenga chitsauko zvakakwana Jobho 40