Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jobho 40:21-24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

21. Inovata pasi pemiti yemirotasi yakavanda pakati petsanga munhope.

22. Mirotasi inoivanza pamimvuri yayo; mikonachando iri mijinga morukova inoipoteredza.

23. Panozara rwizi, iyo haivhunduki; inodekara zvayo, kunyange Jorodhani rukapfachukira kumuromo wayo.

24. Pano munhu angagona kuibata neziso, kana kuiteya uye nokuibaya pamhino yayo here?

Verenga chitsauko zvakakwana Jobho 40