Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jobho 30:17-19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

17. Usiku hunobaya mapfupa angu; kurwadza kwokurumwa kwangu hakuzorori.

18. Nesimba rake guru Mwari anobva afanana nechipfeko kwandiri; anondisunga somutsipa wenguo yangu.

19. Anondikanda mumatope, uye ndava seguruva namadota.

Verenga chitsauko zvakakwana Jobho 30