Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jeremia 47:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvanzi naJehovha, “Onai kukwira kunoita mvura zhinji yokumusoro; ivo vachava rwizi runopa pfuma nesimba. Vachafukidza nyika nezvose zviri mairi, maguta navose vanogaramo. Vanhu vachachema; vose vanogara munyika vachaungudza

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 47

Maonero Jeremia 47:2 akapoteredza