Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jeremia 41:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mumwedzi wechinomwe, Ishumaeri mwanakomana waNetania, mwanakomana waErishama, uyo akanga ari werudzi rwamambo, uye akanga ari mumwe wemachinda amambo, akauya ane varume gumi kuna Gedharia mwanakomana waAhikami, paMizipa. Vachiri kudya pamwe chete ipapo,

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 41

Maonero Jeremia 41:1 akapoteredza