Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jeremia 40:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Johanani mwanakomana waKarea akati kuna Gedharia muchivande vari paMizipa, “Rega ndinouraya Ishumaeri mwanakomana waNetania, uye hapana achazviziva. Anodirei kukuuraya nokuita kuti vaJudha vose vakaungana, vakakupoteredza, vaparadzirwe uye vakasara veJudha vaparare?”

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 40

Maonero Jeremia 40:15 akapoteredza