Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jeremia 38:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka vakatora Jeremia vakamuisa mugomba raMarikija, mwanakomana wamambo, rakanga riri muruvazhe rwavarindi. Vakaburutsira Jeremia mugomba netambo: rakanga risina mvura mariri, asi madhaka bedzi, nokudaro Jeremia akanyura mumadhaka.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 38

Maonero Jeremia 38:6 akapoteredza