Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jeremia 38:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambo Zedhekia akati kuna Jeremia, “Ndinotya vaJudha vakaenda kuvaBhabhironi, kuti vaBhabhironi vangangondiisa mumaoko avo vakandiitira zvakaipa.”

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 38

Maonero Jeremia 38:19 akapoteredza