Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jeremia 10:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dururirai kutsamwa kwenyu pamusoro pendudzi dzisingakurangarirei, pamusoro pavanhu vasingadani kuzita renyu. Nokuti vakadya Jakobho; vakamudya zvachose, uye vakaparadza nyika yake.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 10

Maonero Jeremia 10:25 akapoteredza