Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jeremia 10:24-25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

24. Ndirangei, Jehovha, asi chete nokururamisira, kwete mukutsamwa kwenyu, kuti murege kundiparadza zvachose.

25. Dururirai kutsamwa kwenyu pamusoro pendudzi dzisingakurangarirei, pamusoro pavanhu vasingadani kuzita renyu. Nokuti vakadya Jakobho; vakamudya zvachose, uye vakaparadza nyika yake.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 10