Testamende Yekare

Testamende Itsva

Isaya 61:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvizvarwa zvavo zvichazivikanwa pakati pendudzi navana vavo pakati pamarudzi. Vose vanovaona vachaziva kuti vanhu vakaropafadzwa naJehovha.”

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 61

Maonero Isaya 61:9 akapoteredza