Testamende Yekare

Testamende Itsva

Isaya 57:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Wakaenda kuna Moreki namafuta omuorivhi ukawedzera zvinonhuwira zvako. Wakatumira nhume dzako kure; wakaburukira kuguva chaiko!

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 57

Maonero Isaya 57:9 akapoteredza