Testamende Yekare

Testamende Itsva

Isaya 57:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Seri kwamakonhi ako nezvivivo zvako wakaisa chirangaridzo chavamwari vako. Uchindisiya ini, wakafukura mubhedha wako, wakakwira pauri ukaushamisa kwazvo; wakaita sungano naavo vane mibhedha yaunoda, uye wakatarisa kusasimira kwavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 57

Maonero Isaya 57:8 akapoteredza