Testamende Yekare

Testamende Itsva

Isaya 13:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Bhabhironi rembiri paumambo, kubwinya kwokuzvikudza kwavaBhabhironi, richaparadzwa naMwari kufanana neSodhomu neGomora.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 13

Maonero Isaya 13:19 akapoteredza