Testamende Yekare

Testamende Itsva

Isaya 10:33-34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

33. Tarirai Ishe, Jehovha Wamasimba Ose, achatema matavi nesimba guru. Miti mirefurefu ichawiswa, uye yakareba ichadzikiswa.

34. Achatema matenhere esango nedemo; Rebhanoni ichawa pamberi paIye Ane Simba.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 10