Testamende Yekare

Testamende Itsva

Hosea 9:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mazuva okurangwa ari kuuya, mazuva okutsiva ava pedyo. Israeri ngaazvizive izvi. Nokuti zvivi zvako zvizhinji kwazvo uye ukasha hwako hwakakura kwazvo. Muprofita anoonekwa sebenzi, nomurume ano mweya somunhu anopenga.

Verenga chitsauko zvakakwana Hosea 9

Maonero Hosea 9:7 akapoteredza