Testamende Yekare

Testamende Itsva

Hagai 1:14-15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

14. Naizvozvo Jehovha akamutsa mweya waZerubhabheri mwanakomana waShearitieri, mubati weJudha, uye nomweya waJoshua mwanakomana waJehozadhaki, muprista mukuru, uye nomweya wavanhu vose vakanga vasara. Vakauya vakatanga kushanda paimba yaJehovha Wamasimba Ose, Mwari wavo,

15. pazuva ramakumi maviri namana romwedzi wechitanhatu mugore rechipiri ramambo Dhariasi.

Verenga chitsauko zvakakwana Hagai 1