Testamende Yekare

Testamende Itsva

Hagai 1:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo Jehovha akamutsa mweya waZerubhabheri mwanakomana waShearitieri, mubati weJudha, uye nomweya waJoshua mwanakomana waJehozadhaki, muprista mukuru, uye nomweya wavanhu vose vakanga vasara. Vakauya vakatanga kushanda paimba yaJehovha Wamasimba Ose, Mwari wavo,

Verenga chitsauko zvakakwana Hagai 1

Maonero Hagai 1:14 akapoteredza