Testamende Yekare

Testamende Itsva

Hagai 1:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Zerubhabheri mwanakomana waShearitieri, naJoshua mwanakomana waJehozadhaki, muprista mukuru, navanhu vose vakanga vasara vakateerera inzwi raJehovha Mwari wavo uye shoko romuprofita Hagai, nokuti Jehovha Mwari wavo akanga amutuma. Uye vanhu vakatya Jehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Hagai 1

Maonero Hagai 1:12 akapoteredza