Testamende Yekare

Testamende Itsva

Genesisi 34:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Hamori akati kwavari, “Mwanakomana wangu Shekemu anodokwairira mwanasikana wenyu. Ndapota mupei henyu iye kuti ave mukadzi wake.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 34

Maonero Genesisi 34:8 akapoteredza