Testamende Yekare

Testamende Itsva

Genesisi 30:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Rea akati, “Mwari akandipa mubayiro nokuda kwokupa murandakadzi wangu kumurume wangu.” Saka akamutumidza zita rokuti Isakari.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 30

Maonero Genesisi 30:18 akapoteredza