Testamende Yekare

Testamende Itsva

Genesisi 14:23-24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

23. kuti handizogamuchiri chinhu chako, kunyange rushinda kana rukanda rweshangu, kuti urege kuzoti, ‘Ndakapfumisa Abhurama.’

24. Handina chinhu chandinogamuchira kunze kwezvakadyiwa navanhu vangu uye mugove wavanhu vakaenda neni, Aneri, Shikori naMamure. Ngavatore mugove wavo ivavo.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 14