Testamende Yekare

Testamende Itsva

Genesisi 1:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye Mwari akati, “Mvura iri pasi pedenga ngaiungane panzvimbo imwe chete, uye pasi pakaoma ngapaonekwe.” Uye zvakaita saizvozvo.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 1

Maonero Genesisi 1:9 akapoteredza