Testamende Yekare

Testamende Itsva

Genesisi 1:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Mwari akati, “Ngatiitei munhu nomufananidzo wedu, akafanana nesu, uye ngavave nesimba pamusoro pehove dzegungwa napamusoro peshiri dzedenga, napamusoro pemombe, napamusoro penyika yose, uye napamusoro pezvisikwa zvose zvinokambaira panyika.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 1

Maonero Genesisi 1:26 akapoteredza