Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezira 3:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino vavaki vakati vateya nheyo dzetemberi yaJehovha, vaprista vakapfeka nguo dzavo, uye vakabata hwamanda, navaRevhi (vanakomana vaAsafi) vakabata makandira, vakamira munzvimbo dzavo kuti varumbidze Jehovha, sezvakanga zvarayirwa naDhavhidhi mambo weIsraeri.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezira 3

Maonero Ezira 3:10 akapoteredza