Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezekieri 8:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati kwandiri, “Wazviona here izvi, iwe mwanakomana womunhu? Chinhu chiduku here kuimba yaJudha kuti vaite zvinhu zvinonyangadza zvavari kuita pano? Vanofanira here kuzadzazve nyika nechisimba uye nokuramba vachinditsamwisa? Vatarise vachiisa davi kumhuno dzavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 8

Maonero Ezekieri 8:17 akapoteredza