Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezekieri 8:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino akaenda neni kuruvazhe rwomukati meimba yaJehovha, uye ipapo pamukova wetemberi, pakati pebiravira nearitari, pakanga pana varume vaikarosvika makumi maviri navashanu. Vakafuratira temberi yaJehovha uye zviso zvavo zvakatarisa kumabvazuva, vakanga vachipfugamira zuva kurutivi rwamabvazuva.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 8

Maonero Ezekieri 8:16 akapoteredza