Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezekieri 6:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye ndichatambanudza ruoko rwangu kuti ndivarwise ndigoparadza nyika nokuita dongo kubva kugwenga kusvikira kuDhibhira, kwose kwose kwavanogara. Ipapo vachaziva kuti ndini Jehovha.’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 6

Maonero Ezekieri 6:14 akapoteredza