Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezekieri 6:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye vachaziva kuti ndini Jehovha, kana vanhu vavo vakaurayiwa vari pakati pezvifananidzo zvavo zvakapoteredza aritari dzavo, napazvikomo zvose zvakakwirira napamusoro pamakomo ose, napasi pemiti yakapfumvutira nemiti yomuouki yose ina mashizha panzvimbo dzavaipira zvinonhuwira kuzvifananidzo zvavo zvose.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 6

Maonero Ezekieri 6:13 akapoteredza