Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezekieri 41:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mukova wacho wakanga una makubhiti gumi paupamhi, uye madziro aionekera kurutivi rumwe norumwe rwawo akanga ana makubhiti mashanu paupamhi. Iye akayerawo nzvimbo tsvene yokunze; yakanga yakareba makubhiti makumi mana uye makubhiti makumi maviri paupamhi.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 41

Maonero Ezekieri 41:2 akapoteredza