Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezekieri 40:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akandipinza muruvazhe rwokunze. Ndakaona dzimba ikoko uye nzira dzakanga dzakavakirwa dzakakomberedza ruvazhe; makanga muna makamuri makumi matatu aiva mujinga menzira yakavakirwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 40

Maonero Ezekieri 40:17 akapoteredza