Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezekieri 40:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akayera musuo kubva nechokumusoro kwamadziro kumashure kwerimwe ramakamuri nechokumusoro kwakatarisana nerimwe; nhambwe dzakanga dzichisvika makubhiti makumi maviri namashanu kubva pakazaruka pamadziro kusvikira kuno rumwe rutivi rwakatarisana nawo.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 40

Maonero Ezekieri 40:13 akapoteredza