Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezekieri 29:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ijipiti haichazombovizve chivimbo chavanhu veIsraeri asi ichava chirangaridzo chechivi chavo chokucheukira kwairi kuti vabatsirwe. Ipapo vachaziva kuti ndini Ishe Jehovha.’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 29

Maonero Ezekieri 29:16 akapoteredza