Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezekieri 27:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Maseiri ako akanga ari omucheka wakaisvonaka wakarukwa waibva kuIjipiti, uye wakashandiswa somureza wako; zvifukidzo zvako zvamatende zvakanga zviri bhuruu nepepuru, zvaibva kuzviwi zveErisha.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 27

Maonero Ezekieri 27:7 akapoteredza