Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezekieri 19:13-14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

13. Zvino wakasimwa mugwenga, munyika yakaoma ine nyota.

14. Moto wakapambira uchibva kune rimwe davi rawo guru ndokupisa michero yawo. Hapana davi rakasimba rakasara pauri rakanakira kuva tsvimbo yomutongi.’ Uku ndiko kuchema uye kunofanira kushandiswa pakuchema.”

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 19