Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezekieri 19:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi wakadzurwa nehasha ndokukandwa pasi. Mhepo yokumabvazuva yakauomesa, ukazunzwa michero yawo; matavi awo akasimba akaoma, uye moto ukaapisa.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 19

Maonero Ezekieri 19:12 akapoteredza