Testamende Yekare

Testamende Itsva

Esteri 7:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo vaHosi Esteri vakapindura vakati, “Kana ndawana nyasha kwamuri, imi Mambo, uye kana zvichifadza mambo, ndinokumbira kuti ndipiwe upenyu hwangu, ndicho chichemo changu, uye navanhu vangu, ndicho chikumbiro changu.

Verenga chitsauko zvakakwana Esteri 7

Maonero Esteri 7:3 akapoteredza