Testamende Yekare

Testamende Itsva

Esteri 3:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Matsamba aya akatumirwa navatakuri vamatsamba kunyika dzose dzamambo Zekisesi dziine murayiro wokuparadza, kuuraya, nokupedza vaJudha vose, vadiki navakuru, vakadzi navana vadiki, nokupamba zvinhu zvavo, nezuva rimwe chete, pazuva regumi namatatu romwedzi wegumi nemiviri, iwo mwedzi waAdha.

Verenga chitsauko zvakakwana Esteri 3

Maonero Esteri 3:13 akapoteredza