Testamende Yekare

Testamende Itsva

Esteri 3:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino pazuva regumi namatatu romwedzi wokutanga vanyori vamambo vakadaidzwa. Vakanyora namanyorero enyika imwe neimwe uye nomutauro worudzi rumwe norumwe zvose zvakarayirwa naHamani kumakurukota ehurumende, navabati venyika dzakasiyana-siyana namakurukota amarudzi akasiyana-siyana. Tsamba idzi dzakanyorwa muzita raMambo Zekisesi pachake uye dzikasimbiswa nemhete yake.

Verenga chitsauko zvakakwana Esteri 3

Maonero Esteri 3:12 akapoteredza