Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ekisodho 8:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mozisi akati kuna Faro, “Ndinopa ruremekedzo kwamuri kuti mureve nguva yokuti ndikunyengetererei imi navaranda venyu uye navanhu venyu kuti imi nedzimba dzenyu mubvisirwe matatya, kuti asare muNairi chete.”

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 8

Maonero Ekisodho 8:9 akapoteredza