Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ekisodho 8:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Faro akadana Mozisi naAroni akati, “Nyengeterai kuna Jehovha kuti abvise matatya aya kwandiri uye nokuvanhu vangu, uye ini ndichatendera vanhu venyu kuti vaende kundobayira zvipiriso kuna Jehovha.”

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 8

Maonero Ekisodho 8:8 akapoteredza