Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ekisodho 6:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Amurami akawana hanzvadzi yababa vake Jokebhedhi, uyo akamuberekera Aroni naMozisi. Amurami akararama kwamakore zana namakumi matatu namanomwe.

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 6

Maonero Ekisodho 6:20 akapoteredza