Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ekisodho 6:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Jehovha akataura kuna Mozisi naAroni pamusoro pavaIsraeri napamusoro paFaro mambo weIjipiti, uye akavarayira kuti vabudise vaIsraeri kubva muIjipiti.

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 6

Maonero Ekisodho 6:13 akapoteredza