Vakaita matanda mana omuti womuakasia vakaafukidza negoridhe. Vakaaitira zvikorekedzo uye vakaumba zvigadziko zvawo zvina zvesirivha.