Vakaita zvidzitiro zvewuru yebhuruu, pepuru netsvuku uye nomucheka wakaisvonaka wakarukwa, namakerubhu akasonerwa pauri nemhizha ino unyanzvi.