Munhu wose akanga aine wuru yebhuruu, pepuru kana tsvuku kana mucheka wakaisvonaka, kana mvere dzembudzi, matehwe amakondohwe akapendwa zvitsvuku kana matehwe emombe dzomugungwa, vakauya nazvo.