Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ekisodho 30:34-36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

34. Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, “Tora zvinonhuwira zvinoti sitaketi, onika negaribhanamu, uye zvinonhuwira zvakaisvonaka, zvose zvakaenzana,

35. ugoita zvakafanira kurungwa zvigova zvakaisvonaka uye zvive zvitsvene.

36. Ukuye zvimwe zvacho zvive upfu ugozviisa pamberi peChipupuriro chiri muTende Rokusangana, umo mandichasangana newe. Zvichava zvitsvene-tsvene kwauri.

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 30